RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 9/15 p. 4
  • Purogiramu Yevhiki yaOctober 5

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaOctober 5
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAOCTOBER 5
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 9/15 p. 4

Purogiramu Yevhiki yaOctober 5

VHIKI INOTANGA NAOCTOBER 5

Rwiyo 13 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 31 ¶13-20 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 1 Makoronike 1-4 (8 min.)

Nha. 1: 1 Makoronike 1:28-42 (3 min. zvichidzika)

Nha. 2: Mwari Anofadzwa Nezvinonzi Zvakanaka Zvinoitwa Muzvitendero Zvose Here?​—td 4D (5 min.)

Nha. 3: Muchero Wakarambidzwa Waiva Chii?​—td 5C (5 min.)

Musangano Webasa:

Dingindira Remwedzi Uno: ‘Pupurira kwazvo mashoko akanaka.’​—Mabasa 20:24.

Rwiyo 82

10 min: Ipa Vanhu Magazini Muna October. Kukurukurirana. Tangai nemienzaniso miviri, muchishandisa mharidzo dzokuenzanisira. Zvadaro, ongororai mharidzo dzacho dzokuenzanisira kubva padzinotangira kusvika padzinoperera.

10 min: Zvomuungano yenyu.

10 min: Takaitei? Kukurukurirana. Kumbirai vateereri kuti vataure kubatsirwa kwavakaitwa nekushandisa pfungwa dziri munyaya yakanzi “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri​—Kuparidza Mundima Yebhizimisi.” Kumbirai vateereri kuti vataure zvakaitika zvakavafadza.

Rwiyo 98 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe