RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 9/15 p. 3
  • Purogiramu Yevhiki yaSeptember 28

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaSeptember 28
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 28
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 9/15 p. 3

Purogiramu Yevhiki yaSeptember 28

VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 28

Rwiyo 73 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 31 ¶1-12 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 2 Madzimambo 23-25 (8 min.)

Nha. 1: 2 Madzimambo 23:8-15 (3 min. zvichidzika)

Nha. 2: Nei Vanhu Vose Vachitambura Nechivi chaAdhamu?​—td 5B (5 min.)

Nha. 3: Mwari Anobvumira Munhu Kusiya Chitendero Chake Kana Zvaita Sei?​—td 4C (5 min.)

Musangano Webasa:

Dingindira Remwedzi Uno: ‘Pupurira kwazvo mashoko akanaka.’​—Mabasa 20:24.

Rwiyo 93

10 min: Pauro Neshamwari Dzake Vanopupurira Kwazvo muFiripi. Kukurukurirana. Itai kuti Mabasa 16:11-15 iverengwe. Kurukurai kuti nyaya iyi inotibatsira sei muushumiri.

20 min: “Kudzidzisa Vanhu Tichishandisa Bhurocha raMashoko Akanaka.” Mibvunzo nemhinduro. Pamunenge mapedza kukurukura ndima 3, ivai nemuenzaniso unenge wakanyatsogadzirirwa wemuparidzi achipa munhu bhurocha raMashoko Akanaka uye vokurukura ndima imwe chete.

Rwiyo 114 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe