RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 8/15 p. 4
  • Zviziviso

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviziviso
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 8/15 p. 4

Zviziviso

◼ Zvatichapa vanhu muna August: Mashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari! kana kuti rimwe remabhurocha emapeji 32 anotevera: Mhuri Yenyu Inogona Kufara, Dzidzisai Vana Venyu, Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi, kana kuti raUnogona Kuva Shamwari yaMwari. September naOctober: Magazini eNharireyomurindi neAwake! November naDecember: Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? kana kuti rimwe rematurakiti anotevera: Unoona Sei Bhaibheri?, Unoona Sei Ramangwana?, Chii Chinodiwa Kuti Mhuri Ifare?, Ndiani Chaizvo Ari Kutonga Nyika Yose?, Kutambura Kuchazombopera Here?, Chokwadi Vakafa Vangararamazve Here?, kana kuti raChii Chinonzi Umambo hwaMwari? January 2016: Mashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari! kana kuti rimwe remabhurocha emapeji 32 anotevera: Mhuri Yenyu Inogona Kufara, Dzidzisai Vana Venyu, Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi, kana kuti raUnogona Kuva Shamwari yaMwari.

◼ Kutanga muna September, vatariri vematunhu vachange vachipa hurukuro yavose ine musoro unoti: “Nzira dzaMwari Dzinonyatsobatsira Here?”

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe