RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 5/15 p. 4
  • Purogiramu Yevhiki yaJune 1

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJune 1
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJUNE 1
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 5/15 p. 4

Purogiramu Yevhiki yaJune 1

VHIKI INOTANGA NAJUNE 1

Rwiyo 13 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 25 ¶9-16 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 2 Samueri 16-18 (8 min.)

Nha. 1: 2 Samueri 17:14-20 (3 min. zvichidzika)

Nha. 2: Bhaibheri Rinoratidza Kuti Mariya Haana “Kuramba Ari Mhandara”—td 14B (5 min.)

Nha. 3: Ungashandisa Sei Zvinhu Zvako?—igw p. 21 ¶1-4 (5 min.)

Musangano Webasa:

Dingindira Remwedzi Uno: Batsira vanhu vemarudzi ose kuwana zivo yakarurama yechokwadi.—1 Tim. 2:3, 4.

Rwiyo 36

10 min: Ipa Vanhu Magazini Muna June. Kukurukurirana. Tangai nokuenzanisira kuti tingapa sei vanhu magazini acho muchishandisa mharidzo dzokuenzanisira. Zvadaro ongororai mharidzo dzacho kubvira kwekutanga kusvikira kwekupedzisira.

10 min: Zvomuungano yenyu.

10 min: Takaitei? Kukurukurirana. Kumbirai vateereri kuti vataure kubatsirwa kwavakaitwa nekushandisa pfungwa dziri munyaya yakanzi “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kuparidzira Munhu Anotaura Mumwe Mutauro.” Kumbirai vateereri kuti vataure zvakaitika zvinofadza.

Rwiyo 25 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe