RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 3/15 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaMarch 16

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaMarch 16
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAMARCH 16
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 3/15 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaMarch 16

VHIKI INOTANGA NAMARCH 16

Rwiyo 65 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 21 ¶16-21, uye bhokisi riri pap. 217 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 1 Samueri 5-9 (8 min.)

Nha. 1: 1 Samueri 6:10-21 (3 min. zvichidzika)

Nha. 2: Ramba Uchicherechedza Zvinoratidza Kuti Tiri Mumazuva Ekupedzisira—td 26B (5 min.)

Nha. 3: Uprofita hwaMesiya Hwakazadzika Kuna Jesu—igw p. 11 (5 min.)

Musangano Webasa:

Dingindira Remwedzi Uno: “Gadzirira Kuita Mabasa Ose Akanaka.”—Tito 3:1.

Rwiyo 98

10 min: Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuTaiwan. Kukurukurirana kubva muNharireyomurindi yaOctober 15, 2014, peji 3-6. Vaparidzi vanotaurwa munyaya iyi vakaita sei kuti vagadzirire kutamira kune imwe nyika? Vakawana makomborero api?

20 min: “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kuva Nevanhu Vaunogara Uchiendesera Magazini.” Kukurukurirana. Pamunenge mapedza kukurukura nyaya yacho, ivai nemuenzaniso mupfupi wemuparidzi achiedza kutanga chidzidzo cheBhaibheri nemunhu waanogara achiendesera magazini. Madaro, bvunzai muparidzi ane vanhu vaanogara achiendesera magazini kuti: Vanhu vangani vamunogara muchiendesera magazini? Munogadzirira sei pamunenge muchishanyira mumwe nemumwe wavo? Mukumbirei kuti ataure zvakamboitika zvaasingakanganwi.

Rwiyo 101 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe