RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 3/15 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaMarch 9

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaMarch 9
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAMARCH 9
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 3/15 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaMarch 9

VHIKI INOTANGA NAMARCH 9

Rwiyo 44 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 21 ¶9-15 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 1 Samueri 1-4 (8 min.)

Nha. 1: 1 Samueri 2:30-36 (3 min. zvichidzika)

Nha. 2: Bhaibheri Rakafanotaurei nezvaMesiya?—igw p. 10 (5 min.)

Nha. 3: Zvinorevei Kuti “Nyika Ichaguma”?—td 26A (5 min.)

Musangano Webasa:

Dingindira Remwedzi Uno: “Gadzirira Kuita Mabasa Ose Akanaka.”—Tito 3:1.

Rwiyo 45

10 min: “Gadzirira Kuita Mabasa Ose Akanaka.” Hurukuro inobva padingindira remwedzi uno. Verengai uye tsanangurai Zvirevo 21:5, Tito 3:1 uye 1 Petro 3:15. Tsanangurai kuti kugadzirira zvakanaka kunobatsira sei vaKristu. Taurai muchidimbu zvimwe zvichakurukurwa paMusangano Webasa mwedzi uno, moratidza kuti zvinoenderana sei nedingindira remwedzi uno.

10 min: Kubvunza Mutariri weChikoro chaMwari Choushumiri. Basa renyu rinosanganisirei? Munogadzirira sei kuti muzoitisa chikoro vhiki rega rega? Sei vadzidzi vachifanira kunyatsogadzirira hurukuro dzavo? Vose vanouya kumisangano vanobatsirwa sei kana vakafanoverenga zvichakurukurwa pachikoro?

10 min: “Uri Kugadzirira Chirangaridzo Here?” Kukurukurirana. Dzokororai kwenguva pfupi mashoko ari papeji 2 yeUshumiri Hwedu hwoUmambo hwaMarch 2013. Ivai nemuenzaniso wemuparidzi achigamuchira muenzi auya kuChirangaridzo.

Rwiyo 8 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe