RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 1/15 p. 4
  • Zviziviso

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviziviso
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 1/15 p. 4

Zviziviso

◼ Zvatichapa vanhu muna January naFebruary: Mashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari! Edza kutanga zvidzidzo zveBhaibheri uchishandisa bhurocha iri. March naApril: Magazini eNharireyomurindi neAwake! May naJune: Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? kana kuti rimwe rematurakiti anotevera: Unoona Sei Bhaibheri?, Chii Chinodiwa Kuti Mhuri Ifare?, Ungada Here Kuziva Chokwadi?

◼ Musoro wehurukuro yavose ichapiwa nemutariri wedunhu nechepakati pegore rebasa ra2015 unoti “Mamiriro Ezvinhu Enyika Ino Ari Kuchinja.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe