RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 1/15 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaJanuary 12

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJanuary 12
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJANUARY 12
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 1/15 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaJanuary 12

VHIKI INOTANGA NAJANUARY 12

Rwiyo 114 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 18 ¶20-24, bhokisi riri pap. 188 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Joshua 21-24 (8 min.)

Nha. 1: Joshua 24:14-21 (3 min. zvichidzika)

Nha. 2: Kutanga Kwakaita Zvapupu zvaJehovha​—td 44A (5 min.)

Nha. 3: Jehovha Ndiye Musiki Uye Ane Simba Rose​—igw p. 2 ¶4–p. 3 ¶1 (5 min.)

Musangano Webasa:

Dingindira Remwedzi Uno: “Shandira Ishe nepfungwa dzinozvininipisa kwazvo.”​—Mab. 20:19.

Rwiyo 61

10 min: Shandira Ishe Nepfungwa Dzinozvininipisa Kwazvo. Kukurukurirana. Verengai Mabasa 20:19. Zvadaro kumbirai vateereri kuti vapindure mibvunzo inotevera: (1) Shoko rechiito rekuti “shanda” rinorevei? (2) Zvii zvatingaita pakushandira Ishe Jesu Kristu? (3) Kuzvininipisa kuita sei? (4) Kuzvininipisa kunotibatsira sei kunyatsoita ushumiri hwedu?

20 min: “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri​—Zvatingaita Kana Saimba Atitsamwira.” Kukurukurirana. Mapedza kukurukura nyaya yacho, ivai nemienzaniso mipfupi miviri yezvinhu zvinonyatsoitika. Mune wekutanga, muparidzi anotadza kupindura zvakanaka saimba anenge akatsamwa. Mune wechipiri, muparidzi mumwe chete iyeye anopindura zvakanaka. Kurudzirai vose kuita zviri pakanzi “Edza Izvi Mwedzi Uno.”

Rwiyo 76 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe