RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 10/14 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaOctober 20

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaOctober 20
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAOCTOBER 20
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 10/14 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaOctober 20

VHIKI INOTANGA NAOCTOBER 20

Rwiyo 109 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 14 ¶16-20, bhokisi riri pap. 147 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Dheuteronomio 7-10 (10 min.)

Nha. 1: Dheuteronomio 9:15-29 (4 min. zvichidzika)

Nha. 2: Munhu Akakwana Aizoita Chivi Sei?​—rs p. 62 ¶2–p. 63 ¶2 (5 min.)

Nha. 3: Maonero Anoita vaKristu Mhemberero​—td 25A (5 min.)

Musangano Webasa:

Dingindira Remwedzi Uno: “Paridza shoko” uchiziva kuti nguva yapera.​—2 Tim. 4:2.

Rwiyo 116

15 min: “Kutsanangura Zvatinotenda Nezvegore ra1914.” Kukurukurirana. Itai kuti vateereri vapindure mubvunzo iri pakadodzi kamwe nekamwe.

15 min: Chati Inotibatsira Pakutsanangura Zvatinotenda Nezvegore ra1914. Tangai nemuenzaniso wemaminitsi 7, muparidzi achishandisa chati iri papeji 11 muNharireyomurindi yaNovember 1, 2014, achiratidza mudzidzi weBhaibheri muchidimbu kuti uprofita huri muna Dhanieri chitsauko 4 hunobatana papi neUmambo hwaMwari. Kumbirai vateereri kuti vataure zvaita kuti muenzaniso wacho ubudirire. Pedzisai nokuverenga Zvakazarurwa 12:10, 12 uye kumbirai vateereri kuti vataure kuti kuziva kwatinoita kuti Umambo hwakagadzwa muna 1914 kunotikurudzira sei kuparidza mashoko akanaka tichiziva kuti nguva yapera.

Rwiyo 133 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe