RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 9/14 p. 4
  • Purogiramu Yevhiki yaOctober 6

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaOctober 6
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAOCTOBER 6
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 9/14 p. 4

Purogiramu Yevhiki yaOctober 6

VHIKI INOTANGA NAOCTOBER 6

Rwiyo 18 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 14 ¶1-9 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Dheuteronomio 1-3 (10 min.)

Nha. 1: Dheuteronomio 2:16-30 (4 min. zvichidzika)

Nha. 2: Kununurwa Pasimba Rakaipa raSatani Kwava Pedyo​—rs p. 339 ¶1–p. 340 ¶1 (5 min.)

Nha. 3: Bhaibheri Rinodzidzisa Here Kuti Kuita Zvepabonde Chivi?​—rs p. 422 ¶1–p. 423 ¶3 (5 min.)

Musangano Webasa:

Rwiyo 24

10 min: Govera Magazini Muna October. Kukurukurirana. Tangai nokuenzanisira kuti magazini acho angagoverwa sei muchishandisa mharidzo mbiri dzokuenzanisira dziri papeji ino. Zvadaro, ongororai mharidzo dzacho dzokuenzanisira kubva padzinotangira kusvika padzinoperera.

10 min: Zvomuungano yenyu.

10 min: Takaitei? Kukurukurirana. Kumbirai vaparidzi kuti vataure kuti vakabatsirwa sei nokushandisa mazano ari munyaya inoti “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri​—Kusiya Pokutangira Patinozodzoka.” Vakumbirei kuti vataure zvakaitika zvinofadza.

Rwiyo 83 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe