RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 8/14 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaAugust 11

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaAugust 11
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAUGUST 11
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 8/14 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaAugust 11

VHIKI INOTANGA NAAUGUST 11

Rwiyo 71 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 11 ¶9-16 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Numeri 7-9 (10 min.)

Nha. 1: Numeri 9:9-23 (4 min. zvichidzika)

Nha. 2: Kana Munhu Angoponeswa Anenge Asina Kuponeswa Zvachose—rs p. 320 ¶4–p. 321 ¶1 (5 min.)

Nha. 3: Umambo hwaMwari Ndihwo Huchaita Kuti Vanhu Vaporeswe Zvachose—td 16B (5 min.)

Musangano Webasa:

Rwiyo 107

5 min: “1914-2014: Makore 100 Ekutonga kweUmambo!” Kukurukurirana. Itai kuti ndima iri pamusoro, papeji ino iverengwe. Hurukuro dzeMusangano Webasa mwedzi uno dzichanyanya kusimbisa nezveUmambo. Taurai urongwa hweungano yenyu hwebasa rekuparidza.

10 min: “Shandisai Turakiti Idzva Rejw.org.” Kurukuriranai zviri muturakiti racho. Ivai nemuenzaniso wemuparidzi ari kugovera turakiti racho, obva ashandisa foni yake kana kuti mumwe mudziyo wemagetsi kuratidza saimba kuti angasvika sei pajw.org.

15 min: “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kutaura nezveUmambo Tiine Chivimbo.” Kukurukurirana. Itai kuti vaparidzi vaviri vaenzanisire zvinotevera: Muparidzi anenge ari mumutsara wekutenga muchitoro. Munhu ari padivi pake anotarisa mumagazini yenhau obva ati: “Nyika yazara nematambudziko! Munhu wese anofunga kuti anogona kuzvigadzirisa, asi zviri kutowedzera.” Muparidzi anotaura oga achiti: ‘Ndinofanira kutaura naye. Ndinofanira kumuudza nezveUmambo!’ Muparidzi anozoti kumunhu wacho: “Ndizvozvo, kune zvakaipa zvakawanda. Asi ndingakupai pepa iri here? Nzvimbo yepaIndaneti inotaurwa mupepa iri yakandibatsira chaizvo kuwana mhinduro dzemibvunzo mikuru yeupenyu.” Muparidzi anozotaura pfungwa imwe chete iri muturakiti racho, uye munhu wacho oratidza kufarira.

Rwiyo 92 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe