RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 7/14 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 14

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 14
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJULY 14
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 7/14 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaJuly 14

VHIKI INOTANGA NAJULY 14

Rwiyo 1 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 10 ¶1-7 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Revhitiko 21-24 (10 min.)

Nha. 1: Revhitiko 23:1-14 (4 min. zvichidzika)

Nha. 2: Magwaro Haatauri Kuti Vanhu Vose Vachangonunurwa—rs p. 318 ¶4 (5 min.)

Nha. 3: Nyika Yakasikirwa Kuva Paradhiso—td 33A (5 min.)

Musangano Webasa:

Rwiyo 45

10 min: Gadzirira Mushandirapamwe Unokosha Uchaitwa Muna August. Ipai vose vanenge vasina turakiti idzva rinonzi Ndekupi Kwatingawana Mhinduro Dzemibvunzo Mikuru Yeupenyu? Ivai nemienzaniso miviri muchishandisa mharidzo yokuenzanisira iri papeji 4. Mune wokutanga, ratidzai kuti turakiti racho ringagoverwa sei kune voruzhinji. Mune wechipiri, ratidzai kuti ringagoverwa sei kana saimba akaratidza kufarira kana kuti achida kukurukura. Kurudzirai vose kushanda zvizere pakuita mushandirapamwe uyu.

5 min: Batsirwa Nekabhuku kaKuongorora Magwaro Zuva Nezuva. Kukurukurirana. Kumbirai vateereri kuti vataure kuti vanoita rugwaro rwezuva nguvai uye kuti vari kubatsirwa sei nekushandisa kabhuku kaKuongorora Magwaro Zuva Nezuva.

15 min: “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kutanga Kutaura Nemunhu Kuti Uparidze Zvisina Kurongwa.” Kukurukurirana. Ivai nemuenzaniso.

Rwiyo 107 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe