RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 6/14 p. 7
  • Purogiramu Yevhiki yaJune 30

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJune 30
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJUNE 30
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 6/14 p. 7

Purogiramu Yevhiki yaJune 30

VHIKI INOTANGA NAJUNE 30

Rwiyo 5 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 9 ¶8-20 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Revhitiko 14-16 (10 min.)

Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri (20 min.)

Musangano Webasa:

Rwiyo 58

10 min: “Tinofanira Kukurumidza Kuona Vanenge Vafarira.” Hurukuro. Pashure pehurukuro, enzanisirai muchidimbu kuti chidzidzo cheBhaibheri chingatangwa sei paMugovera wekutanga muna July muchishandisa mharidzo yokuenzanisira iri papeji 8.

20 min: Kudzidza Tiri Toga Kunoita Kuti Tive Vashumiri Vakasimba. Kukurukurirana kubva mubhuku reChikoro Choushumiri, mapeji 27-32. Bvunzurudzai muparidzi anozivikanwa kuti anogara achidzidza ari oga.

Rwiyo 69 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe