Purogiramu Yevhiki yaJune 2
VHIKI INOTANGA NAJUNE 2
Rwiyo 134 Nemunyengetero
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
cl chits. 8 ¶1-8 (30 min.)
Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Eksodho 38-40 (10 min.)
Nha. 1: Eksodho 40:20-38 (4 min. zvichidzika)
Nha. 2: Zvinorehwa neSabata kuvaKristu—w11 7/15 p. 28 ¶16-17 inogadziridza zviri muna rs p. 328 (5 min.)
Nha. 3: Vakafa Vanogona Kukukuvadza Here?—td 37B (5 min.)
Musangano Webasa:
10 min: Govera Magazini Muna June. Kukurukurirana. Tangai nokuenzanisira kuti magazini acho angagoverwa sei muchishandisa mharidzo mbiri dzokuenzanisira dziri papeji ino. Zvadaro, ongororai mharidzo dzacho dzokuenzanisira kubva padzinotangira kusvika padzinoperera. Pedzisai nokukurudzira vateereri kuti vazive zvakaita magazini acho uye kuti vashingaire kuagovera.
10 min: Zvomuungano yenyu.
10 min: Takaita Sei? Kukurukurirana. Kumbirai vaparidzi kuti vataure kuti vakabatsirwa sei nokushandisa mazano ari munyaya inoti “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kugadzirira Mashoko Ekusuma.” Vakumbirei kuti vataure zvakaitika zvinofadza.
Rwiyo 44 Nemunyengetero