RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 5/14 p. 3
  • Purogiramu Yevhiki yaMay 26

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaMay 26
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAMAY 26
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 5/14 p. 3

Purogiramu Yevhiki yaMay 26

VHIKI INOTANGA NAMAY 26

Rwiyo 60 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 7 ¶18-22, bhokisi riri pap. 75 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Eksodho 34-37 (10 min.)

Nha. 1: Eksodho 34:1-16 (4 min. zvichidzika)

Nha. 2: Nei Mitemo Yetsika Isina Kuguma Pakaguma Mirayiro Gumi?—rs p. 327 ¶2-3 (5 min.)

Nha. 3: Chii Chinoita Kuti Vanhu Vafe?—td 37A (5 min.)

Musangano Webasa:

Rwiyo 32

10 min: Tanga Chidzidzo cheBhaibheri paMugovera Wokutanga. Kukurukurirana. Kumbirai vateereri kuti vataure zvakaitika pavaitanga chidzidzo cheBhaibheri paMugovera wokutanga wemwedzi. Muchishandisa mharidzo yokuenzanisira iri papeji 4, enzanisirai kuti chidzidzo chingatangwa sei paMugovera wokutanga muna June. Kurudzirai vose kutanga zvidzidzo paMugovera wokutanga.

10 min: Kutsungirira Kutambudzwa Kunoita Kuti Tipupurire Zvakanaka. (Ruka 21:12, 13) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2013, peji 124, ndima 1; uye peji 128, ndima 1-2. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zvirimo.

10 min: Bhokisi Remubvunzo. Kukurukurirana kunoitiswa nemukuru. Kumbirai vanhu vakura kuti vataure kuti vakabatsirwa sei nokudzidziswa chokwadi chakadzama chiri muBhaibheri nevabereki vavo.

Rwiyo 88 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe