RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 3/14 p. 3
  • Purogiramu Yevhiki yaMarch 24

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaMarch 24
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAMARCH 24
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 3/14 p. 3

Purogiramu Yevhiki yaMarch 24

VHIKI INOTANGA NAMARCH 24

Rwiyo 104 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 4 ¶19-23, bhokisi riri pap. 45 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Genesisi 47-50 (10 min.)

Nha. 1: Genesisi 48:17–49:7 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Zviitiko Zvine Chokuita Nokuvapo kwaKristu Zvinoitika Kwemakore—rs p. 111 ¶1-2 (5 min.)

Nha. 3: Munhu Anofanira Kuponesa Upenyu Hwake Achityora Mutemo waMwari Here?—td 34B (5 min.)

Musangano Webasa:

Rwiyo 56

10 min: Tevedzerai Muenzaniso waNehemiya. Kukurukurirana. Kumbirai vateereri kuti vataure kuti muenzaniso waNehemiya ungatibatsira sei sevaparidzi.

10 min: Shandisa Mibvunzo Kuti Ubudirire Pakudzidzisa—Chikamu 1. Kukurukurirana kubva mubhuku reChikoro Choushumiri, peji 236, kusvika kupeji 237, ndima 2. Enzanisirai muchidimbu pfungwa imwe chete kana kupfuura kubva mumashoko acho.

10 min: Nzeve dzaJehovha Dziri Pakuteterera Kwevakarurama. (1 Pet. 3:12) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2013, peji 66, ndima 1-3; uye mapeji 104-105. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zvirimo.

Rwiyo 6 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe