RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 3/14 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaMarch 17

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaMarch 17
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAMARCH 17
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 3/14 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaMarch 17

VHIKI INOTANGA NAMARCH 17

Rwiyo 113 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 4 ¶10-18 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Genesisi 43-46 (10 min.)

Nha. 1: Genesisi 44:18-34 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Ndivanaani Vachamutswa Panyika?—rs p. 317 ¶2–p. 318 ¶2 (5 min.)

Nha. 3: Kuwedzerwa Ropa Kunoshatisa Utsvene Hweropa—td 34A (5 min.)

Musangano Webasa:

Rwiyo 61

15 min: Taura Nokuchenjerera Paunenge Uchiparidza. Kukurukurirana kubva mubhuku reChikoro Choushumiri, peji 197, ndima 1, kusvika kupeji 199, ndima 5. Ivai nemuenzaniso wezvinonyatsoitika chaizvo unoratidza muparidzi achipindura nokusachenjerera kumunhu anenge aramba achishandisa nzira inoshandiswa nevakawanda pakuramba kuparidzirwa. Zvadaro, ivai nemumwe muenzaniso unoratidza saimba achiramba sezvaamboita pakutanga, asi iye zvino muparidzi anopindura nokuchenjerera.

15 min: “Uchashandisa Mukana Wacho Here?” Mibvunzo nemhinduro. Kumbirai vateereri kuti vataure kuti vakaronga kuti vachashandisa sei purogiramu yekuverenga Bhaibheri kweChirangaridzo. Taurai urongwa hweungano hweChirangaridzo.

Rwiyo 8 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe