RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 2/14 p. 4
  • Purogiramu Yevhiki yaMarch 3

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaMarch 3
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAMARCH 3
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 2/14 p. 4

Purogiramu Yevhiki yaMarch 3

VHIKI INOTANGA NAMARCH 3

Rwiyo 112 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 3 ¶19-21, bhokisi riri pap. 34 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Genesisi 36-39 (10 min.)

Nha. 1: Genesisi 37:1-17 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Nei Vachamutswa Vasingazotongerwi Zvavakaita Kare—rs p. 315 ¶4 (5 min.)

Nha. 3: Bhaibheri—Rinotitungamirira Mazuva Ano—td 2B (5 min.)

Musangano Webasa:

Rwiyo 117

10 min: Govera Magazini Muna March. Kukurukurirana. Tangai nokuenzanisira kuti magazini acho angagoverwa sei muchishandisa mharidzo dzokuenzanisira dziri papeji ino. Zvadaro, ongororai mharidzo dzacho dzokuenzanisira kubva padzinotangira kusvika padzinoperera. Pedzisai nokukumbira kuti vateereri vataure kuti magazini acho angagoverwa sei pamwe chete nepepa rokukoka vanhu kuChirangaridzo pakupera kwevhiki mumavhiki maviri ekupera kwemwedzi.

10 min: Zvomuungano yenyu.

10 min: Takaita Sei? Kukurukurirana. Kumbirai vaparidzi kuti vataure kuti vakabatsirwa sei nokushandisa mazano ari munyaya inoti “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kunyora Vanenge Vafarira.” Vakumbirei kuti vataure zvakaitika zvinofadza.

Rwiyo 95 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe