RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 1/14 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaJanuary 20

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJanuary 20
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJANUARY 20
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 1/14 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaJanuary 20

VHIKI INOTANGA NAJANUARY 20

Rwiyo 34 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 1 ¶18-23, bhokisi riri pap. 14 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Genesisi 11-16 (10 min.)

Nha. 1: Genesisi 14:17–15:11 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Kana Mumwe Munhu Akati, ‘Chii Chinoita Kuti Mufunge Kuti Kunongova Nechitendero Chimwe Chete Chakarurama?’—rs p. 61 ¶2 (5 min.)

Nha. 3: Amagedhoni—Hondo Yokugumisa Uipi—td 1A (5 min.)

Musangano Webasa:

Rwiyo 123

10 min: Tinodzidzei? Kukurukurirana. Itai kuti Mateu 7:6-11 iverengwe. Kurukurai kuti ndima idzi dzingatibatsira sei muushumiri.

10 min: Remekedzai Vaya Vari Kushanda Nesimba Pakati Penyu. (1 VaT. 5:12, 13) Kukurukurirana muchishandisa mibvunzo inotevera: (1) Vakuru vanoshanda nesimba muungano munzira dzipi? (2) Tingaratidza sei kuti tinoremekedza vakuru zvikuru? (3) Nei vaya vanotungamirira vachida kukurudzirwa? (4) Tingakurudzira sei vakuru nemhuri dzavo? (5) Kuteerera vaya vari kutungamirira kunobatsira sei ungano uyewo vakuru?

10 min: “Batsirawo Waunenge Uchiparidza Naye.” Mibvunzo nemhinduro. Kumbirai vateereri kuti vataure mazano anobatsira avakadzidza kune mumwe munhu wavaishanda naye muushumiri.

Rwiyo 93 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe