RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 1/14 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaJanuary 13

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJanuary 13
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJANUARY 13
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 1/14 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaJanuary 13

VHIKI INOTANGA NAJANUARY 13

Rwiyo 131 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 1 ¶10-17 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Genesisi 6-10 (10 min.)

Nha. 1: Genesisi 9:18–10:7 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Kana Mumwe Munhu Akati, ‘Hazvina Basa Kuti Unopinda Chechi Ipi, Chero Bedzi Uchitenda Muna Jesu’—rs p. 61 ¶1 (5 min.)

Nha. 3: Vanhu Vangakudzwa, Asi Mwari Bedzi Ndiye Anonamatwa—td 13B (5 min.)

Musangano Webasa:

Rwiyo 69

10 min: Kukosha Kunoita Kudzokorora Patinenge Tiri Muushumiri. Hurukuro inobva mubhuku reChikoro Choushumiri, mapeji 206-207. Enzanisirai muchidimbu pfungwa imwe chete kana kupfuura kubva mumashoko acho.

10 min: Varume Vanoshumira Zvakanaka. (1 Tim. 3:13) Bvunzurudzai vashumiri vanoshumira vaviri. Vanoita mabasa api muungano, uye mabasa avo anosanganisirei? Chii chakaita kuti vade kuva vashumiri vanoshumira? Chii chinoita kuti vanakidzwe nokushumira muungano uye kubatsira vakuru?

10 min: “Tevedzerai Vaprofita—Mika.” Mibvunzo nemhinduro.

Rwiyo 35 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe