Purogiramu Yevhiki yaDecember 23
VHIKI INOTANGA NADECEMBER 23
Rwiyo 127 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
jl Zvidzidzo 23-25 (30 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Zvakazarurwa 7-14 (10 min.)
Nha. 1: Zvakazarurwa 9:1-21 (Maminitsi 4 zvichidzika)
Nha. 2: Zvinhu Zvingaitwa nevaKristu Vechokwadi Pakugamuchira Vaeni Nomwoyo Wose—VaH. 13:2 (5 min.)
Nha. 3: Vanhu Vari Muchitendero Chechokwadi Vanodanana Uye Havaiti Zvenyika—rs p. 58 ¶2-3 (5 min.)
□ Musangano Webasa:
10 min: Zvichagoverwa muna January naFebruary. Kukurukurirana. Kurukurai zviri mumabhurocha achashandiswa uye ivai nemienzaniso miviri. Tauraiwo kuti ungano yava papi pamushandirapamwe weturakiti raMashoko oUmambo Nha. 38.
20 min: “Kubatsira Vanenge Vasati Vava Kukwanisa Kudzidza Bhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei?” Mibvunzo nemhinduro. Enzanisirai pfungwa imwe chete pane dziri papeji 6.
Rwiyo 46 Nemunyengetero