Purogiramu Yevhiki yaNovember 18
VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 18
Rwiyo 20 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
jl Zvidzidzo 8-10 (30 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: VaHebheru 9-13 (10 min.)
Nha. 1: VaHebheru 10:19-39 (Maminitsi 4 zvichidzika)
Nha. 2: Kuva Noukama naMwari Ndiko Kunonyanya Kukosha Here?—rs p. 56 ¶4-5 (5 min.)
Nha. 3: Kunyaradza Kwatingaita Vamwe—VaR. 15:4; 2 VaK. 1:3, 4 (5 min.)
□ Musangano Webasa:
10 min: Bhokisi Remubvunzo. Kukurukurirana.
10 min: “Ndakushanyirai Kuti . . . ” Kukurukurirana. Kana mapedza, taurai zvichagoverwa muna December uye ivai nemuenzaniso mumwe chete kana kuti miviri muchishandisa mazano ari munyaya yacho.
10 min: Jehovha Anoteerera Minyengetero Yevashumiri Vake. (1 Joh. 3:22) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2013, peji 91, ndima 2-3, uye mapeji 108-109. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zvirimo.
Rwiyo 56 Nemunyengetero