RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 9/13 p. 3
  • Purogiramu Yevhiki yaSeptember 30

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaSeptember 30
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 30
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
km 9/13 p. 3

Purogiramu Yevhiki yaSeptember 30

VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 30

Rwiyo 99 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

jr chits. 14 ¶20-25 (30 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: VaGaratiya 1-6 (10 min.)

Nha. 1: VaGaratiya 1:18–2:10 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Nei Kuine Zvitendero Zvakawanda Kudai?—rs p. 51 ¶1–p. 52 ¶2 (5 min.)

Nha. 3: Nemhaka Yei Jehovha Akakodzera Kunamatwa?—Zvak. 4:11 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 108

10 min: “Ungavakokawo Here?” Kukurukurirana. Pedzisai nokuenzanisira kuti chidzidzo cheBhaibheri chingatangwa sei paMugovera wokutanga muna October.

10 min: Nzira Dzokuparidza Nadzo Mashoko Akanaka—Kupupura Kuvanhu Vemitauro Yose. Kukurukurirana kubva mubhuku raTakarongwa peji 104, ndima 2, kusvika kupeji 105, ndima 3. Ivai nemuenzaniso mumwe chete.

10 min: Musambozvidya Mwoyo. (Mat. 6:31-33) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2013, peji 138, ndima 3, kusvika kupeji 139, ndima 2. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zvirimo.

Rwiyo 40 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe