RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 9/13 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaSeptember 16

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaSeptember 16
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 16
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
km 9/13 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaSeptember 16

VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 16

Rwiyo 21 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

jr chits. 14 ¶8-13 (30 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 2 VaKorinde 1-7 (10 min.)

Nha. 1: 2 VaKorinde 1:15–2:11 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Kutama-tama Kwemweya Kwakasiyana Sei Netariro Yatinowana muBhaibheri?—rs p. 171 ¶1-2 (5 min.)

Nha. 3: Munhu Anofanira Kuitei Kuti Apotere Muzita raJehovha?—Zef. 3:12 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 41

10 min: Vechiduku​—Muchaitei Noupenyu Hwenyu?​—Chikamu 2. Hurukuro inobva muturakiti rinonzi Vechiduku​—Muchaitei Noupenyu Hwenyu?, kubvira pandima 10 kusvika parinoperera. Bvunzurudzai muchidimbu muparidzi akatanga basa renguva yakazara achiri muduku. Chii chakamukurudzira kuti adaro? Akawana makomborero api?

10 min: Paunenge Uchiparidza Uri Wega. Kukurukurirana. (1) Chii chichatibatsira kuti tirambe tichifara patinenge tichiparidza tiri toga? (2) Zvii zvatinofanira kungwarira patinenge tichishanyazve tiri toga? (3) Tingakurudzira sei vamwe vari muungano kuti vaende nesu muushumiri kana pasina vanowanzosangana kuti vaende kunoparidza mumazuva atinoenda? (4) Zvakanakirei kuti dzimwe nguva tironge kuparidza tiri toga pazvinenge zvisina ngozi kuti tidaro?

10 min: “Ndivanaani Vari Kuita Kuda kwaJehovha Mazuva Ano?” Mibvunzo nemhinduro. Dzokororai muchidimbu zvakaita bhurocha racho.​—Onai peji 3 muUshumiri Hwedu hwoUmambo hwaMarch 2013.

Rwiyo 107 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe