RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 8/13 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaAugust 12

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaAugust 12
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAUGUST 12
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
km 8/13 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaAugust 12

VHIKI INOTANGA NAAUGUST 12

Rwiyo 112 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

jr chits. 13 ¶1-7 (30 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: VaRoma 5-8 (10 min.)

Nha. 1: VaRoma 6:21–7:12 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Nei Vamwe vaKristu Vachitorwa Kuenda Kudenga Kuti Vave naKristu?​—⁠rs p. 187 ¶1-4 (5 min.)

Nha. 3: Sei Kuisa Pfuma Pakutanga Muupenyu Panzvimbo Pokuisa Zvinhu Zvokunamata Kune Ngozi? ​—⁠Mat. 6:33; 1 Tim. 6:10 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 37

10 min: “Shoko raMwari Rinobatsira Pakudzidzisa.” Mibvunzo nemhinduro. Zivisai kuti gungano redunhu richaitwa rini kana mava kuzviziva.

10 min: Kubatsirwa Kwatingaita Nekuronga Mashoko Atichashandisa Muushumiri. Kukurukurirana kubva mubhuku reChikoro Choushumiri mapeji 167, ndima 1-5. Muchishandisa zviri kugoverwa mwedzi uno, ivai nemuenzaniso wemuparidzi anenge achitaura oga achigadzirira kwemaminitsi mashoma zvaachada kutaura asati aenda muushumiri.

10 min: Tinodzidzei? Kukurukurirana. Itai kuti Mabasa 8:​26-31 iverengwe. Kurukurai kuti nyaya iyi ingatibatsira sei muushumiri.

Rwiyo 61 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe