RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 7/13 p. 8
  • Zviziviso

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviziviso
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
km 7/13 p. 8

Zviziviso

◼ Zvichagoverwa muna July naAugust: Bhurocha raMashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari! September naOctober 2013: Magazini eNharireyomurindi neAwake!

◼ Purogiramu yemisangano yevhiki inotangira gungano renyu reruwa inogona kugadziridzwa kuti mudzokorore mazano nezviyeuchidzo zvegungano zvakakurukurwa muvhiki yaApril 22. Pashure pemwedzi mumwe chete kana miviri gungano renyu raitwa, munogona kushandisa hurukuro yezvinodiwa muungano kuti vaparidzi vataure zvavakadzidza pagungano zvavakaona zvichibatsira muushumiri.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe