Purogiramu Yevhiki yaJuly 29
VHIKI INOTANGA NAJULY 29
Rwiyo 51 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
jr chits. 12 ¶14-19, bhokisi riri papeji 148 (30 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Mabasa 26-28 (10 min.)
Nha. 1: Mabasa 26:19-32 (Maminitsi 4 zvichidzika)
Nha. 2: VaKristu Vakatendeka Vachatorwa Kuendeswa Kudenga Pachivande Vasina Kutanga Vafa Here?—rs p. 185 ¶1–p. 186 ¶1 (5 min.)
Nha. 3: Nzira Idzo Mudzimu waMwari Unooneka Muvashumiri Vake—VaG. 5:22, 23; Zvak. 22:17 (5 min.)
□ Musangano Webasa:
10 min: Iva Akasununguka Pakuparidzira. Hurukuro inobva mubhuku reChikoro Choushumiri, peji 128, ndima 1, kusvika kupeji 129, ndima 1. Bvunzurudzai kwenguva pfupi muparidzi ane unyanzvi kuti akakurira sei dambudziko rokunyara. Chii chakamubatsira kuti asanyanye kutya muushumiri?
10 min: Bhokisi Remubvunzo. Kukurukurirana kunoitiswa nemukuru.
10 min: Ratidzai Kuti Muri Vanakomana vaBaba Venyu Vari Kumatenga. (Mat. 5:43-45) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2013, peji 89, ndima 3 kusvika kupeji 90 ndima 1, uye peji 164 ndima 2. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zvirimo.
Rwiyo 80 Nemunyengetero