RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 7/13 p. 4
  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 22

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 22
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJULY 22
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
km 7/13 p. 4

Purogiramu Yevhiki yaJuly 22

VHIKI INOTANGA NAJULY 22

Rwiyo 22 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

jr chits. 12 ¶8-13 (30 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Mabasa 22-25 (10 min.)

Nha. 1: Mabasa 22:17-30 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Zvinorevei Kusava Venyika Asi Tiri Munyika?—Joh. 17:15, 16 (5 min.)

Nha. 3: Zvinoita Here Kuti vaKristu Vatorwe Kuenda Kudenga Nemiviri Yavo?—rs p. 184 ¶3-4 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 41

10 min: Tinodzidzei? Kukurukurirana. Itai kuti Ruka 5:27-32 iverengwe. Kurukurai kuti nyaya iyi ingatibatsira sei muushumiri.

20 min: “Nzira Itsva Dzokuparidza Pachena.” Mibvunzo nemhinduro. Taurai urongwa hweungano yenyu hwekuparidza nematebhuru uye nezvingoro kana muinahwo uye taurai zvakaitika pabasa iri zvinokurudzira.

Rwiyo 95 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe