RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 7/13 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 15

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 15
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJULY 15
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
km 7/13 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaJuly 15

VHIKI INOTANGA NAJULY 15

Rwiyo 48 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

jr chits. 12 ¶1-7 (30 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Mabasa 18-21 (10 min.)

Nha. 1: Mabasa 20:17-38 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Kristu Achanyatsooneka Ari Mumakore Obva Atora vaKristu Vakatendeka Oenda Navo Kudenga Nyika Yakatarira Here?—rs p. 183 ¶3–p. 184 ¶2 (5 min.)

Nha. 3: Tingaratidza Sei Kuti Tine Kufunga Kwomudzimu?—VaR. 8:6 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 92

10 min: Svika Pamwoyo Wemudzidzi Wako. (Ruka 24:32) Kukurukurirana muchishandisa mibvunzo inotevera: (1) Pamunenge muchiitisa chidzidzo cheBhaibheri, nei zvichikosha kuti munyatsosimbisa (a) uchenjeri nerudo rwaJehovha? (b) kukosha kwokushandisa mazano ari muBhaibheri? (c) kukosha kwazvinoita kuti titange kutsvaka kutungamirirwa naJehovha tisati taita chisarudzo nguva dzose? (2) Kubvunza mudzidzi weBhaibheri mubvunzo inotevera kungakubatsira sei kuona kana uchisvika pamwoyo wake? (a) Izvi zvine musoro here kwamuri? (b) Munofunga kuti izvi zvinoenderana nerudo rwaMwari here? (c) Munofunga kuti kuita zvatadzidza kunobatsira sei?

20 min: “Hama Dzechiduku, Muri Kuvavarira Kupiwa Mabasa Muungano Here?” Mibvunzo nemhinduro. Bvunzurudzai muchidimbu mukuru kana mushumiri anoshumira akatanga kuvavarira kupiwa ropafadzo achiri mudiki. Mabasa api aakapiwa uye akadzidziswa sei asati agadzwa semushumiri anoshumira? Vamwe vomuungano vakamubatsira sei kuti akure pakunamata? Akawana makomborero api nokuvavarira kupiwa mabasa muungano?

Rwiyo 85 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe