RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 6/13 p. 3
  • Purogiramu Yevhiki yaJune 24

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJune 24
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJUNE 24
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
km 6/13 p. 3

Purogiramu Yevhiki yaJune 24

VHIKI INOTANGA NAJUNE 24

Rwiyo 123 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

jr chits. 11 ¶1-8 (30 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Mabasa 8-10 (10 min.)

Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri (20 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 93

10 min: “Taura Nyaya Imwe Chete, Wogovera Magazini Maviri.” Hurukuro. Pashure pehurukuro, enzanisirai kuti chidzidzo cheBhaibheri chingatangwa sei paMugovera wokutanga muna July, muchishandisa mharidzo yokuenzanisira iri papeji 4.

10 min: Basa Redu Harisi Pasina. (VaH. 6:10) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2013, mapeji 113-115. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zvirimo.

10 min: Zvichagoverwa muna July naAugust. Kukurukurirana. Kurukurai muchidimbu zviri mumabhurocha achagoverwa. Enzanisirai kuti maviri acho angagoverwa sei. Mumwe muenzaniso wacho unofanira kunge uri webhurocha raMashoko Akanaka, muchishandisa mharidzo yokuenzanisira iri papeji 4 kana kuti imwe yemharidzo dzokuenzanisira dziri muUshumiri Hwedu hwoUmambo hwaMarch 2013.

Rwiyo 129 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe