RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 5/13 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaMay 20

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaMay 20
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAMAY 20
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
km 5/13 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaMay 20

VHIKI INOTANGA NAMAY 20

Rwiyo 70 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

jr chits. 9 ¶14-19 (30 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Johani 8-11 (10 min.)

Nha. 1: Johani 8:12-30 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Zvii Zvatingaita Kuti Tizvidzivirire Pavadzidzisi Venhema?—VaR. 16:17; 2 Joh. 9-11 (5 min.)

Nha. 3: Nei Mwari Asina Kungotaura Kuti Munhu Wose Aizoteerera Aizogona Kurarama Nokusingaperi?—rs p. 300 ¶3–p. 301 ¶1 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 96

10 min: Nzira Dzokuwedzera Nadzo Ushumiri Hwako—Chikamu 3. Kukurukurirana kubva mubhuku raTakarongwa, peji 116, ndima 1-4. Bvunzurudzai muparidzi anobatsira pakuvakwa kweDzimba dzoUmambo.

10 min: Jehovha Anotibatsira Kuti Tiite Basa Ratinopiwa. (Eks. 4:10-12; VaF. 4:13) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2013, peji 101, ndima 3; uye peji 111, ndima 3 kusvika kupeji 112, ndima 2. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zvirimo.

10 min: “Ndiani Angafarira Nyaya Iyi?” Mibvunzo nemhinduro. Kumbirai vateereri kuti vataure vanhu vemabhizimisi kana kuti vehurumende vari mundima yeungano vangafarira imwe nyaya iri kutsanangurwa mumagazini edu.

Rwiyo 92 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe