RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 2/13 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaFebruary 18

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaFebruary 18
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 18
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
km 2/13 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaFebruary 18

VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 18

Rwiyo 52 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

jr chits. 5 ¶13-18 (30 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Mako 1-4 (10 min.)

Nha. 1: Mako 2:18–3:6 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Dzidziso Yepurigatori Inotorwa Pai?—rs p. 286 ¶3–p. 287 ¶3 (5 min.)

Nha. 3: Zano Rakataurwa naPauro Pana 1 VaKorinde 7:29-31 Rinorevei? (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 92

15 min: Paridza Shoko Mumwaka Unotambudza. (2 Tim. 4:2) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2012, peji 72, ndima 1-2; peji 110; peji 156, ndima 1-3; uye peji 179, ndima 4. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zviripo.

15 min: “Mushandirapamwe Wokukoka Vanhu kuChirangaridzo Uchatanga Musi wa1 March.” Mibvunzo nemhinduro. Ipai vateereri vose pepa rokukoka vanhu kuChirangaridzo, mokurukura zviri papepa racho. Pakukurukura ndima 2, kumbirai mutariri webasa kuti ataure nezveurongwa hweungano yenyu hwokuti ipedze ndima yose. Pakukurukura ndima 3, shandisai mharidzo dzokuenzanisira pakuratidza kuti mungapa sei vanhu mapepa okuvakoka.

Rwiyo 8 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe