Purogiramu Yevhiki yaJanuary 21
VHIKI INOTANGA NAJANUARY 21
Rwiyo 61 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
jr chits. 4 ¶9-14 (30 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Mateu 12-15 (10 min.)
Nha. 1: Mateu 14:23–15:11 (Maminitsi 4 zvichidzika)
Nha. 2: Kana Mumwe Munhu Akati, ‘Tangai Manyengetera, Mozondiparidzira’—rs p. 257 ¶9–p. 258 ¶1 (5 min.)
Nha. 3: Tinodzidzei Pane Zvakaitwa naIsaka Paakaratidza Kuti Aida Zvorugare Nevamwe?—Gen. 26:19-22 (5 min.)
□ Musangano Webasa:
10 min: Zivisa Mashoko Akanaka Usingaregi. (Mab. 5:42) Bvunzurudzai muparidzi mumwe chete kana kuti vaviri vanozivikanwa kuti vanoshingaira pakuparidza. Chii chinovabatsira kuti vaise basa rokuparidza pakutanga muupenyu hwavo? Zvii zvavanoita kuti vagadzirire kuenda kunoparidza? Kuita basa rokuparidza kwakavasimbisa sei pakunamata?
10 min: Mufambiro Wedu Wakanaka Unoparidzira Woga? (1 Pet. 2:12) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2012, peji 106, ndima 1, peji 133 ndima 2 uye peji 146 ndima 3. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zvirimo.
10 min: “Zvakanakirei Kuva Nendima Yako Pachako?” Mibvunzo nemhinduro.
Rwiyo 96 Nemunyengetero