Purogiramu Yevhiki yaJanuary 14
VHIKI INOTANGA NAJANUARY 14
Rwiyo 52 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
jr chits. 4 ¶1-8 (30 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Mateu 7-11 (10 min.)
Nha. 1: Mateu 10:24-42 (Maminitsi 4 zvichidzika)
Nha. 2: Shandisa Ungwaru, Uye Usatevera Zvinhu Zvisiri Zvechokwadi—1 Sam. 12:21; Zvir. 23:4, 5 (5 min.)
Nha. 3: Inyaya Dzipi Dzakakodzera Kunyengeterera?—rs p. 257 ¶1-8 (5 min.)
□ Musangano Webasa:
10 min: Ipa Ruyamuro Runobatsira. Hurukuro inobva mubhuku reChikoro Choushumiri, peji 188 ndima 4 kusvika kupeji 189 ndima 4. Bvunzurudzai kwenguva pfupi mumwe munhu akabatsirwa kuti afambire mberi nemhaka yokuti akanga aratidzwa rudo nevamwe.
10 min: Tinodzidzei? Kukurukurirana. Itai kuti Mateu 4:1-11 iverengwe. Kurukurai kuti nyaya iyi ingatibatsira sei muushumiri.
10 min: “‘Pupurira Kwazvo.’” Mibvunzo nemhinduro.
Rwiyo 92 Nemunyengetero