Purogiramu Yevhiki yaNovember 19
VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 19
Rwiyo 81 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
jr chits. 1 ¶15-21 (30 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Obhadhiya 1–Jona 1-4 (10 min.)
Nha. 1: Jona 2:1-10 (Maminitsi 4 zvichidzika)
Nha. 2: Kunamata Kwechokwadi Kunobatanidza Sei Vanhu Vakasiyana-siyana?—Pis. 133:1 (5 min.)
Nha.3: Nei Paradhiso Inotaurwa Pana Ruka 23:43 Isingagoni Kuva Chikamu cheHadhesi Kana Kuti Chedenga?—rs p. 279 ¶2–p. 280 ¶1 (5 min.)
□ Musangano Webasa:
15 min: Kushumira Kunodiwa Vaparidzi Vakawanda Kunoita Kuti Uwane Makomborero Akawanda Kubva Kuna Jehovha. Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2012, peji 114, ndima 1, kusvika kupeji 116 ndima 1; peji 151 ndima 3; peji 153 ndima 1 uye 2; uye peji 170 ndima 1, kusvika kupeji 171 ndima 3. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zvirimo.
15 min: “Usatyira Kure—Kurira Dambudziko Rokuzviona Sousingakwanisi.” Mibvunzo nemhinduro. Kwenguva pfupi bvunzurudzai mumwe munhu ane dzidzo shoma yokunyika kana kuti anonyara asi ane vanhu vaanodzidza navo Bhaibheri.
Rwiyo 26 Nemunyengetero