Purogiramu Yevhiki yaNovember 12
VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 12
Rwiyo 66 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
jr chits. 1 ¶8-14 (30 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Amosi 1-9 (10 min.)
Nha. 1: Amosi 3:1-15 (Maminitsi 4 zvichidzika)
Nha. 2: “Testamende Yekare” Ndiyo Chete Inongotaura nezveParadhiso Ichange Iri Pasi Pano Mune Ramangwana Here Kana Kuti “Testamende Itsva” Inozvitaurawo?—rs p. 278 ¶1–p. 279 ¶1 (5 min.)
Nha. 3: Tingabatsirwa Sei Nokunzwisisa Zvinotaurwa Pana Pisarema 51:17? (5 min.)
□ Musangano Webasa:
10 min: Kana Mumwe Munhu Akati, ‘Hamutendi Muna Jesu.’ Kukurukurirana kubva mubhuku raKukurukurirana, peji 103 ndima 1-3. Ivai nomuenzaniso mupfupi.
10 min: Tinodzidzei? Kukurukurirana. Itai kuti Mako 1:16-20 iverengwe. Kurukurai kuti nyaya iyi ingatibatsira sei muushumiri.
10 min: “Fadzwa Nezvakanaka Zvinobuda Pakushanda Kwako Nesimba.” Mibvunzo nemhinduro.
Rwiyo 98 Nemunyengetero