RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 10/12 p. 8
  • Purogiramu Yevhiki yaNovember 5

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaNovember 5
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 5
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
km 10/12 p. 8

Purogiramu Yevhiki yaNovember 5

VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 5

Rwiyo 115 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

jr chits. 1 ¶1-7 (30 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Joeri 1-3 (10 min.)

Nha. 1: Joeri 2: 17-27 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Tingashandisa Sei Zano Riri Pana Zvirevo 22:3? (5 min.)

Nha. 3: Tingaremekedza Sei Sangano raJehovha?—rs p. 334 ¶7-11 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 86

10 min: Vakadzi Vanozivisa Mashoko Akanaka Iuto Guru. (Pis. 68:11) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2012, peji 117, ndima 2, kusvika kupeji 118, ndima 2; uye peji 130, ndima 1, kusvika kupeji 131, ndima 3. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zviripo.

10 min: Zvomuungano yenyu.

10 min: Mazano Okugovera Magazini Muna November. Kukurukurirana. Kwehafu yeminiti kusvika kuminiti imwe chete taurai kuti sei magazini achifarirwa mundima yenyu. Zvadaro, muchishandisa nyaya dzinotaura nezvemusoro uri pakavha yeNharireyomurindi, kumbirai vateereri kuti vataure mubvunzo nerugwaro rwavachaverenga zvichaita kuti vanhu vafarire. Itai zvimwe chetezvo nenyaya dzinotaura nezvemusoro uri pakavha yeAwake! uye, kana nguva ichiripo, shandisai imwewo nyaya iri mune imwe yemagazini acho. Enzanisirai kuti magazini imwe neimwe ingagoverwa sei.

Rwiyo 105 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe