RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 8/12 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaAugust 20

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaAugust 20
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAUGUST 20
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
km 8/12 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaAugust 20

VHIKI INOTANGA NAAUGUST 20

Rwiyo 83 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt chits. 25 ¶8-13, bhokisi riri pap. 201 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Ezekieri 32-34 (10 min.)

Nha. 1: Ezekieri 34:15-28 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Magwaro Api Anoita Kuti muKristu Asapindira Mumhemberero Dzinotsigira Nyika?​—rs p. 153 ¶4–p. 155 ¶1 (5 min.)

Nha. 3: Sei Kunyengetera Zvinobva Pamwoyo Kusingangorevi Mashoko Aunotaura Chete?​—Pis. 145:18; Mat. 22:37 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 76

5 min: Zviziviso.

10 min: Kana Mumwe Munhu Akati: ‘Ndinodavira Mukushanduka-shanduka.’ Kukurukurirana kubva mubhuku raKukurukurirana, peji 160 ndima 6 kusvika kupeji 163 ndima 2. Ivai nomuenzaniso mupfupi unoratidza kuti tingapindura sei munhu anoti, ‘Ndinodavira kuti Mwari akasika munhu kuburikidza nokushanduka-shanduka.’

10 min: Kurudziranai. (VaH. 10:25) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2012 peji 107, ndima 3; peji 109, ndima 2; uye peji 181, ndima 2. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zviripo.

10 min: “Chengetedza Pfungwa Dzako.” Mibvunzo nemhinduro. Zivisai kuti gungano redunhu richaitwa riini kana mava kuzviziva.

Rwiyo 70 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe