RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 7/12 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 9

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 9
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJULY 9
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
km 7/12 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaJuly 9

VHIKI INOTANGA NAJULY 9

Rwiyo 78 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt chits. 23 ¶9-15, mabhokisi ari pamap. 184, 186 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Ezekieri 11-14 (10 min.)

Nha. 1: Ezekieri 11:14-25 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Johani 6:53-57 Inorevei?—rs p. 233 ¶1-2 (5 min.)

Nha. 3: Unyoro Chii, Uye Hunotibatisira Sei Kuti Tive Nemaonero Akanaka?—Zef. 2:3 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 96

5 min: Zviziviso.

15 min: Mazano Okuti Ubudirire Pakushanyirazve Vanhu Vanenge Vafarira. Kukurukurirana kubva pamibvunzo inotevera: (1) Nemhaka yei zvichikosha kuti tive nechinangwa pose patinodzokera kunoona vanhu vanenge vafarira? (2) Patinodzokera kunoona vanhu vakaratidza kufarira tingapedza nguva yakareba sei tichidzidza navo mazuva okutanga? (3) Tingazvisuma sei patinodzokera? (4) Tingati kudii kana munhu wacho akati haachafariri? (5) Patinodzokera kunoona munhu watakapa turakiti, bhurocha kana kuti magazini, ndirini patingazotanga kudzidza bhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei? uye tingazviita sei? (6) Zvii zvatingaita kuti munhu arambe achifarira kana tichiramba tichimushayiwa pamba? (7) Patinenge tichidzokera kunoona vanhu vakaratidza kufarira, tingarovedza sei vaparidzi vasina unyanzvi?

15 min: “Chikonzero Chipi Chinoita Kuti Ufare?” Mibvunzo nemhinduro. Pamunenge muchikurukura ndima 4, kurudzirai vose kuti vashume basa ravo romumunda mwedzi mumwe nomumwe. Dzokororai pfungwa dzinokosha dziri mubhuku raTakarongwa pamapeji 88-90.

Rwiyo 9 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe