RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 6/12 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaJune 11

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJune 11
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJUNE 11
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
km 6/12 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaJune 11

VHIKI INOTANGA NAJUNE 11

Rwiyo 123 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt chits. 22 ¶1-6 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Mariro 1-2 (10 min.)

Nha. 1: Mariro 2:11-19 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Vanhu Vari ‘Kuparadza Nyika’ Munzira Dzipi?—Zvak. 11:18 (5 min.)

Nha. 3: Ko Mariya Airemekedzwa Achisiyaniswa Nevamwe Here Muungano yechiKristu Yomuzana Remakore Rokutanga?—rs p. 208 ¶2– p. 209 ¶1 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 134

5 min: Zviziviso.

10 min: Takaitei? Kukurukurirana kunoitiswa nemunyori. Tsanangurai zvakaitwa mumwaka weChirangaridzo, uye tendai zvakaitwa neungano. Kumbirai vateereri kuti vataure zvavakasangana nazvo zvakavanakidza pavaikoka vanhu kuChirangaridzo, pavakaenda kunoona vakanga vapinda Chirangaridzo, uye pavaiita upiyona hwebetsero.

20 min: “Zvikonzero 12 Zvinoita Kuti Tiparidze.” Kukurukurirana.

Rwiyo 47 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe