Purogiramu Yevhiki yaApril 30
VHIKI INOTANGA NAAPRIL 30
Rwiyo 125 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
bt-CA chits. 20 ¶1-7, bhokisi riri pap. 156 (25 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Jeremiya 32-34 (10 min.)
Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri (20 min.)
□ Musangano Webasa:
10 min: Zviziviso. Shandisai mharidzo yokuenzanisira iri papeji 8 kuenzanisira kuti chidzidzo cheBhaibheri chingatangwa sei musi weMugovera wokutanga muna May.
10 min: Zvaungataura Kana Mumwe Munhu Asingadi Zvechitendero. Kukurukurirana kubva mubhuku raKukurukurirana, peji 59, ndima 3, kusvika kupeji 62, ndima 1. Ivai nemuenzaniso mumwe chete kana miviri.
10 min: Tinodzidzei? Kukurukurirana. Itai kuti Mabasa 4:1-13, 18-20 iverengwe. Kurukurai kuti nyaya iyi ingatibatsira sei muushumiri.
5 min: “Tumari Tuviri Twusinganyanyi Kukosha.” Hurukuro.
Rwiyo 126 Nemunyengetero