RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 4/12 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaApril 16

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaApril 16
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAPRIL 16
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
km 4/12 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaApril 16

VHIKI INOTANGA NAAPRIL 16

Rwiyo 85 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt-CA chits. 19 ¶6-11 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Jeremiya 25-28 (10 min.)

Nha. 1: Jeremiya 27:1-11 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Tingadzidzei muBhaibheri nezvaMariya?—rs-CA p. 203 ¶1-6 (5 min.)

Nha. 3: Zvii Zvinotaurwa neMagwaro Nezvokukudza Vakwegura? (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 90

5 min: Zviziviso.

10 min: Wedzera Mano Somudzidzisi—Chikamu 3. Hurukuro inobva mubhuku reChikoro Choushumiri, mapeji 59-61.

20 min: “Jehovah’s Witnesses—Faith in Action, Part 1: Out of Darkness.” Mibvunzo nemhinduro. Shandisai mashoko ari mundima yokutanga sesumo uye ari mundima yokupedzisira semhedziso.

Rwiyo 116 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe