RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 4/12 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaApril 9

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaApril 9
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAPRIL 9
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
km 4/12 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaApril 9

VHIKI INOTANGA NAAPRIL 9

Rwiyo 123 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt-CA chits. 19 ¶1-5, mabhokisi ari pamap. 149-150 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Jeremiya 22-24 (10 min.)

Nha. 1: Jeremiya 23:15-23 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Sei Kurarama Munyika Itsva Kuchange Kusingafinhi? (5 min.)

Nha. 3: Kushandisa Mazano eBhaibheri Kunogona Kunatsiridza Ukama Hwevakaroorana—rs-CA p. 148 ¶6–p. 149 ¶3 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 36

5 min: Zviziviso.

15 min: Nakidzwa Nokuverenga Bhuku Regore ra2012. Tangai nokupa sehurukuro mashoko ari mu“Tsamba Inobva kuDare Rinodzora.” Zvadaro, kumbirai vateereri kuti vataure zvinokurudzira zviri pamusoro unoti “Zvakaitika Gore Rakapera.” Kumbirai vateereri kuti vataure zvakavanakidza zviri pamushumo wepasi rose. Pedzisai nokukurudzira vose kuti vaverenge bhuku racho rose.

15 min: “Mazano Matatu Okuti Uvandudze Madzidzisiro Ako.” Mibvunzo nemhinduro. Pamunokurukura ndima 2, ivai nemuenzaniso unoratidza muparidzi achikurukura nasaimba ndima yokutanga iri papeji 3 yebhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei? Muparidzi wacho paanenge averenga mashoko aJobho 10:15 ari mundima yacho, kweminiti imwe kusvika kumaviri anobva atanga kuchidonongodza zvakaitika kuna Jobho. Muenzaniso wapera, bvunzai vateereri kuti nei madzidzisiro akadaro asina kunaka, kunyange zvazvo zvose zvaataura nezvaJobho zviri zvechokwadi.

Rwiyo 10 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe