RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 1/12 p. 3
  • Purogiramu Yevhiki yaJanuary 30

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJanuary 30
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJANUARY 30
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
km 1/12 p. 3

Purogiramu Yevhiki yaJanuary 30

VHIKI INOTANGA NAJANUARY 30

Rwiyo 30 Nomunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt-CA chits. 16 ¶1-7, bhokisi riri pap. 128 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Isaya 43-46 (10 min.)

Nha. 1: Isaya 45:15-25 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Kushivirira kwaMwari Kunoita Sei Kuti Tiponeswe?—2 Pet. 3:9, 15 (5 min.)

Nha. 3: Zvinokosha Here Kuti Vanhu Varoorane Maererano Nezvinodiwa Nemutemo?—rs-CA p. 143 ¶4– p. 144 ¶1 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 87

5 min: Zviziviso. Muchishandisa mharidzo yokuenzanisira iri papeji 4, enzanisirai kuti chidzidzo chingatangwa sei paMugovera wokutanga muna February.

10 min: Nyaya Yokukurukura Nevanhu Vakawanda paIndaneti Yakamira Sei?—Chikamu  1. Hurukuro inobva muMukai! yaJanuary 2012 mapeji 16-19 (Awake! yaJuly 2011 mapeji 24-27) uye Awake! yaFebruary 2012 mapeji 6-7.

20 min: “Wakagadzirira Here Nokuda Kwokurapwa Kunoda Kukurumidzira?” Mibvunzo nemhinduro. Shandisai mashoko ari mundima yokutanga pakupa sumo pfupi uye ari mundima yokupedzisira pakupa mhedziso pfupi.

Rwiyo 116 Nomunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe