RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 12/11 p. 4
  • Zviziviso

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviziviso
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 12/11 p. 4

Zviziviso

◼ Zvichagoverwa muna December: Munhu Mukurusa Ati Amborarama. Kana pamba pacho pane vana, goverai Dzidza Kumudzidzisi Mukuru kana kuti Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri. January 2012: Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? Edzai kutanga kudzidza nevanhu Bhaibheri pamunoshanya kekutanga. Kana vanasaimba vachitova nebhuku racho uye varamba kudzidza Bhaibheri, vaparidzi vangagovera magazini yekare kana kuti chero bhurocha rinenge rafarirwa nemunhu wacho. February: Vaparidzi vangagovera chero bhuku pane anotevera: Is There a Creator Who Cares About You?, Chakavanzika Chomufarwa Wemhuri, Bhaibheri—iShoko raMwari Here Kana Kuti Romunhu? March: Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? Edzai kutanga kudzidza nevanhu Bhaibheri pamunoshanya kekutanga. Kana vanasaimba vachitova nebhuku racho uye varamba kudzidza Bhaibheri, vaparidzi vangagovera magazini yekare kana kuti chero bhurocha rinenge rafarirwa nemunhu wacho.

◼ Chirangaridzo chegore ra2013 chichaitwa musi weChipiri, March 26.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe