RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 12/11 p. 3
  • Purogiramu Yevhiki yaDecember 26

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaDecember 26
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NADECEMBER 26
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 12/11 p. 3

Purogiramu Yevhiki yaDecember 26

VHIKI INOTANGA NADECEMBER 26

Rwiyo 123 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt-CA chits. 14 ¶11-20 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Isaya 17-23 (10 min.)

Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri (20 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 69

5 min: Zviziviso. Kurukurai nyaya inoti “Zvatingaita Kuti Tinakidzwe neNziyo dzoUmambo.”

15 min: Mashandisiro Aungaita Kukurukurirana Tichishandisa Magwaro. Hurukuro inobva mubhuku raKukurukurirana, mapeji 7-8. Tsanangurai kuti zvikamu zvakasiyana-siyana zviri mubhuku iri zvingashandiswa sei. Ivai nemuenzaniso mumwe kana kuti miviri.

15 min: Tinodzidzei? Kukurukurirana. Itai kuti Mabasa 10:1-35 iverengwe. Kurukurai kuti nyaya iyi ingatibatsira sei sevashumiri.

Rwiyo 63 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe