RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 12/11 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaDecember 19

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaDecember 19
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NADECEMBER 19
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 12/11 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaDecember 19

VHIKI INOTANGA NADECEMBER 19

Rwiyo 125 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt-CA chits. 14 ¶6-10, bhokisi riri pap. 110 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Isaya 11-16 (10 min.)

Nha. 1: Isaya 13:1-16 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Nei Tichifamba Nokutenda Kwete Nokuona?—2 VaK. 5:7 (5 min.)

Nha. 3: Kana Mumwe Munhu Akati: “Zvinhu Hazvina Kumbonyanya Kuipa Mazuva Ano; Kwakagara Kuine Hondo, Nzara, Kudengenyeka Kwenyika Uye Kuparwa Kwemhosva”—rs-CA p. 229 ¶4–p. 230 ¶1 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 81

10 min: Zviziviso. Taurai zvichagoverwa muna January, uye enzanisirai mharidzo imwe chete.

15 min: Paridza Mumwaka Unotambudza. (2 Tim. 4:2) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2011 reChirungu, peji 121 kusvika kupeji 122, ndima 4, uye peji 226. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zviripo.

10 min: Bhokisi Remibvunzo. Kukurukurirana kunoitiswa nemutariri webasa.

Rwiyo 92 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe