RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 12/11 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaDecember 12

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaDecember 12
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NADECEMBER 12
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 12/11 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaDecember 12

VHIKI INOTANGA NADECEMBER 12

Rwiyo 43 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt-CA chits. 14 ¶1-5, bhokisi riri pap. 112 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Isaya 6-10 (10 min.)

Nha. 1: Isaya 6:1-13 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Nei Mwari Achirega Nguva Yakareba Kudai Ichipfuura Asati Aparadza Vakaipa?—rs-CA p. 228 ¶5–p. 229 ¶2 (5 min.)

Nha. 3: Nei Rudo Rusingamboperi—1 VaK. 13:8; 1 Joh. 4:8 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 36

5 min: Zviziviso.

15 min: Chikoro chaMwari Choushumiri Chegore ra2012. Hurukuro inopiwa nemutariri wechikoro. Kurukurai pfungwa dzinofanira kusimbiswa muungano yenyu dziri mupurogiramu ya2012. Taurai basa rinoitwa nemupi wezano wechipiri. Kurudzirai vose kuti vashande nesimba pane zvavanenge vakumbirwa kuti vaite, vawanewo chokutaura papfungwa huru dzemuBhaibheri, uye vashandise mazano anopiwa vhiki yoga yoga kubva mubhuku reChikoro Choushumiri.

15 min: “Tinoparidza Nguva Dzose.” Mibvunzo nemhinduro. Pamunenge muchikurukura ndima 2, bvunzurudzai kwenguva pfupi muparidzi anobudirira pakuparidza zvisina kurongwa. Mukumbirei kuti atsanangure kuti anofanogadzirira sei, uye kuti ataure zvakaitika zvinokurudzira.

Rwiyo 135 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe