RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 10/11 p. 7
  • Purogiramu Yevhiki yaOctober 31

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaOctober 31
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAOCTOBER 31
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 10/11 p. 7

Purogiramu Yevhiki yaOctober 31

VHIKI INOTANGA NAOCTOBER 31

Rwiyo 104 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt-CA chits. 12 ¶1-8, bhokisi riri pap. 96 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Zvirevo 22-26 (10 min.)

Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri (20 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 28

10 min: Zviziviso. “Richiri Kutaridzika Zvakanaka Here?” Hurukuro. Hurukuro yapera, shandisai mharidzo dzokuenzanisira dziri papeji 8 kuti muenzanisire kuti tingatanga sei kudzidza nemunhu Bhaibheri musi woMugovera wokutanga waNovember.

15 min: Kukosha Kwazvinoita Kuva Munhu Anotarisika Zvakanaka Muushumiri. Kukurukurirana kunoitwa nemukuru kubva mubhuku reChikoro Choushumiri mapeji 131-134.

10 min: Gadzirira Kugovera Magazini Muna November. Kukurukurirana. Kweminiti imwe kana maviri taurai dzimwe dzenyaya dzingafarirwa nevanhu mundima yenyu. Zvadaro muchishandisa nyaya dzokutanga dzinotevedzana dziri muNharireyomurindi, Kumbirai vateereri kuti vataure mibvunzo yavanoda kuzobvunza ingaita kuti vanhu vafarire, uye vakumbirei kuti vataure magwaro avanofunga kuzoverenga. Itai zvimwe chete muchishandisa nyaya dzokutanga dzinotevedzana dziri muAwake! uye kana nguva iripo, shandisai zvakare imwe nyaya. Enzanisirai kuti magazini imwe neimwe ingagoverwa sei.

Rwiyo 90 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe