Purogiramu Yevhiki yaOctober 24
VHIKI INOTANGA NAOCTOBER 24
Rwiyo 75 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
bt-CA chits. 11 ¶13-19 (25 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Zvirevo 17-21 (10 min.)
Nha. 1: Zvirevo 17:21–18:13 (Maminitsi 4 zvichidzika)
Nha. 2: Hondo Nokushomeka Kwezvokudya Zvinobatanidzwa Sei pa“Chiratidzo”?—rs-CA p. 222 ¶2–p. 223 ¶4 (5 min.)
Nha. 3: Vaya Vanorumbidza Zvakasikwa Asi Vasingarumbidzi Musiki Vanoratidza Kuti Vanhu Vakaita Sei?—VaR. 1:20 (5 min.)
□ Musangano Webasa:
10 min: Zviziviso. Taurai zvichagoverwa muna November, uye itai kuti mharidzo imwe kana mbiri dzienzanisirwe.
25 min: “Uri Kuita Zvose Zvaunogona Kuti Udzidziswe naJehovha Here?” Mibvunzo nemhinduro. Bvunzurudzai muchidimbu mumwe munhu akambopinda chimwe chikoro chesangano raJehovha.
Rwiyo 105 Nemunyengetero